Home Gospel Global

Zimpraise – Ndiri Mweya

Download Ndiri Mweya Mp3 by Zimpraise

The renowned Global Christian music team of praisers and worshippers whose songs have blessed lives “Zimpraise” perform a song of praise worship which is titled “Ndiri Mweya“. This song is sure to bless your heart and uplift your spirit.

Get Audio Mp3, stream, share, and be blessed.

DOWNLOAD HERE

DOWNLAOD MORE ZIMPRAISE SONGS HERE

You May Like These Too 🔥

Lyrics: Ndiri Mweya by Zimpraise

Come on Zimpraise!!
Asambe Asambe Asambe
Asambe
Hayiboo
Asambe
Whozaaaa

Ndirimweyaaa
Ndirimwana we mhepo
Ndinopinda nepandinoda
Ndichibuda ndepandinoda

Wooo nyika yose ngaizive
Kumba kwangu ngavazive
Vana vangu ngavazive
Kuti ndiri mweya

Asambe Asambe Asambe
Whoza
Hayi iyeyeyeye
NaJehova ndichavamba hondo
Naye Mwari ndosvetuka rusvingo
Hakuna chombo chingandikurira
Nokuti ndiri mweya
Mwari baba vangu mweya
Ini mwana ndiri mweya

Ndinopinda nepandinoda
Ndichibuda nepandinoda

Wooo nyika yose ngaizive
Kumba kwangu ngavazive
Vana vangu ngavazive
Kuti ndiri mweya 0

Comment below with your feedback and thoughts on this post.