Top Christian Songs Janet Manyowa – Nyasha neNgoni

Janet Manyowa – Nyasha neNgoni

Janet Manyowa Nyasha neNgoni

Download Nyasha neNgoni Mp3 by Janet Manyowa

Here’s a song by the Zimbabwean gospel musician, worship leader, and prolific singer, as she comes through with her much-anticipated song which she titles “Nyasha neNgoni”. It’s a song by Janet Manyowa that would surely cause a blessing to come to your life.

Download Audio Mp3, Steam, Share, and be blessed

DOWNLOAD HERE

Lyrics: Nyasha neNgoni by

(Sung in Shona)

Jehovha ndiye mufudzi wangu (The Lord is my shepherd)
Hapana kana chimwe chandoshaya (I shall not want)
Anondivatisa pamafuro manyoro (He makes me grow in green pastures)
Anondigadzirira tafura (He prepares a table for me)
Pamberi mberi pevavengi vangu (Before my enemies)
Tsvimbo yake nemudonzvo wake (His rod and his staff)
Mwari wangu, zvinondinyaradza (My God, it comforts me)

RELATED POST:  Janet Manyowa - Zadzisa

Refrain:
Nyasha neNgoni (Grace and Mercy)
Zvinonditevera, Zvinonditevera (Follow me, follow me)
Mazuva ose (Everyday)
Nyasha neNgoni (Grace and Mercy)
Zvinonditevera, Zvinonditevera (Follow me, follow me)

Kumuka kwangu, kwakaropafadzwa (My waking up, it is blessed)
Kurara kwangu, kwakaropafadzwa (My sleep, it is blessed)
Zuva rangu, rakaropafadzwa (My day, it is blessed)
Basa rangu, rakaropafadzwa (My job, it is blessed)
Vashandi vangu, vakaropafadzwa (My employees, they are blessed)
Nzira dzangu, dzakaropafadzwa (My ways are blessed)
Zvese zvangu, dzakaropafadzwa (My everything is blessed)
Neni wacho, ndakaropafadzwa (Well, I am blessed)
Chandinobata, chakaropafadzwa (What I do is blessed)
Vabereki vangu, vakaropafadzwa (My parents, they are blessed)
Nevana vangu, vakaropafadzwa (My children, they are blessed)
Imba yangu, yakaropafadzwa (My home, it is blessed)

RELATED POST:  Janet Manyowa - Tariro

(Refrain)

Sona sona neni (Following, (always) following me) x?

Zimbabwe yacho, yakaropafadzwa (All of Zimbabwe is blessed)
Afrika yacho, yakaropafadzwa (All of Africa is blessed)
Swamwari dzangu, dzakaropafadzwa (My friends, they are blessed)
Kereke yangu, yakaropafadzwa (My church, it is blessed)

RELATED POST:  Janet Manyowa - Running

(Refrain)

Sona sona neni (Following, following me) x?
(Wakaropafadzwa, iwe iwe) (You are blessed)

(Refrain)

Share Your Thoughts below